Ama Friendship Bench buddies (FBB)

Kuwana masevhisi ehutano hwepfungwa

 

  • Kana uchinge wawandirwa nenyaya dzinosuwisa zviganure kuterera zvinhu zvinoshungurudza. Kuchatenderedzwa mazita evanopa rubatsiro rwekupanga mazano avo vanobhadharwa nemedikari eidi.

Madzisahwira eFriendship Bench (FBB)

  • Chinangwa cheFBB ndechekuderedza zvinotora nzvimbo mupfungwa kuburikidza nekushandisa nzira dzekuongorora marangariro anoita munhu kuti zvibatsire kugadzirisa matambudziko emagariro izvo zvinoitirwa kukiriniki yevasikana (Sisters’ clinic)

 Nzvimbo Dzacho

  • Rubatsiro rwezvepfungwa zvekusuruvara nekusagadzikana pfungwa parizvino ruri kuwanikwa kukiriniki yeMbare, kuDIC pamwe nepamhepo (indaneti).

Anachipangamazano/Madzisahwira

    • Kuburikidza vevasikana gumi nevatatu (13) veSisters with A Voice vakadzidziswa, rubatsiro rwezvepfungwa rwave kupihwa kuvashanyi (clients) vose vanoenda kukiriniki yeSisters with A Voice
    • Vanoshandira pamabhenji or pamhepo (indaneti) kubva nguva dza0800 dzemangwanani kusvika 1630 zuva rodoka

Mazita nepavanobatika madzisahwira eFriendship Bench

Alice Mpete

Sophia Mugeyi

  • The DIC
  • 91 Selous Road
  • Btwn 8th and 9th Avenue
  • +263772206953
  • Email address: Mugeyi49@gmail.com

 

Translate »