Kuwana masevhisi ehutano hwepfungwa

Kana uchinge wawandirwa nenyaya dzinosuwisa zviganure kuterera zvinhu zvinoshungurudza.  Kuchatenderedzwa mazita evanopa rubatsiro rwekupanga mazano avo vanobhadharwa nemedikari eidi.

 

Madzisahwira eFriendship Bench (FBB)

Chinangwa cheFBB ndechekuderedza zvinotora nzvimbo mupfungwa kuburikidza nekushandisa nzira dzekuongorora marangariro anoita munhu kuti zvibatsire kugadzirisa matambudziko emagariro izvo zvinoitirwa kukiriniki yevasikana (Sisters’ clinic)

 

Nzvimbo Dzacho
  • Rubatsiro  rwezvepfungwa zvekusuruvara nekusagadzikana pfungwa parizvino ruri kuwanikwa kukiriniki yeMbare, kuDIC pamwe nepamhepo (indaneti).Anachipangamazano/Madzisahwira
  • Kuburikidza vevasikana gumi nevatatu (13) veSisters with A Voice vakadzidziswa, rubatsiro rwezvepfungwa rwave kupihwa kuvashanyi (clients) vose vanoenda kukiriniki yeSisters with A Voice
  • Vanoshandira pamabhenji or pamhepo (indaneti) kubva nguva dza0800 dzemangwanani kusvika 1630 zuva rodoka

 

Mazita nepavanobatika madzisahwira eFriendship Bench

                          Alice Mpete

                          Mbare Hostels Clinic

                         +263773231167

                         Email address:  mpete.alice@gmail.com

 

                         Sophia Mugeyi

                         The DIC

                         91 Selous Road

                         Btwn 8th and 9th Avenue

                        +263772206953

                        Email address: Mugeyi49@gmail.com

 

 

Translate »