Kuwana masevhisi ehutano hwepfungwa
Kana uchinge wawandirwa nenyaya dzinosuwisa zviganure kuterera zvinhu zvinoshungurudza. Kuchatenderedzwa mazita evanopa rubatsiro rwekupanga mazano avo vanobhadharwa nemedikari eidi.
Madzisahwira eFriendship Bench (FBB)
Chinangwa cheFBB ndechekuderedza zvinotora nzvimbo mupfungwa kuburikidza nekushandisa nzira dzekuongorora marangariro anoita munhu kuti zvibatsire kugadzirisa matambudziko emagariro izvo zvinoitirwa kukiriniki yevasikana (Sisters’ clinic)
Nzvimbo Dzacho
- Rubatsiro rwezvepfungwa zvekusuruvara nekusagadzikana pfungwa parizvino ruri kuwanikwa kukiriniki yeMbare, kuDIC pamwe nepamhepo (indaneti).Anachipangamazano/Madzisahwira
- Kuburikidza vevasikana gumi nevatatu (13) veSisters with A Voice vakadzidziswa, rubatsiro rwezvepfungwa rwave kupihwa kuvashanyi (clients) vose vanoenda kukiriniki yeSisters with A Voice
- Vanoshandira pamabhenji or pamhepo (indaneti) kubva nguva dza0800 dzemangwanani kusvika 1630 zuva rodoka
Mazita nepavanobatika madzisahwira eFriendship Bench
Alice Mpete
Mbare Hostels Clinic
+263773231167
Email address: mpete.alice@gmail.com
Sophia Mugeyi
The DIC
91 Selous Road
Btwn 8th and 9th Avenue
+263772206953
Email address: Mugeyi49@gmail.com